Verse 1
Hona ndadzoka kubva kubasa
Anonditsvoda pahuma wauya
Akandisuwa anongobeeper
Ongotaura zvaanofeeler
Saka machinda
Musaite nharo
Muchindibvunza mibvunzo yakadaro
Kana ndichienda kumba early zvakadaro
Ndiye mukadzi anondipa mufaro
Nokuti
Chorus
Ndiye wacho ane marudo
Mazirudo
Iye wacho ane marudo, marudo
Mazirudo
Iye wacho ane marudo,
Ane mazirudo
Iye wacho ane marudo, ehe
Mazirudo
Verse...